Republic of BelarusРэспубліка Беларусь
Mureza wePoland
Rwiyo: Дзяржаўны гімн Рэспублікі Беларусь, "Dziaržaŭny himn Respubliki Bielaruś"

Bherarusi (kureva Belarus, Белару́сь) kana Bhelarusi, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Bherarusi, inyika yakakomberedzwa muMabvirazuva e Yuropu. Yakaganhurwa ne Rhashiya kumabvazuva ne kumaodzanyembaemabvazuva, Vukrani kuChamhembe, Polandi kumadokero, uye Ritwaniya uye Rativhiya kumaodzanyembaemadokero. Inofukidza ruwa runosvika 207,600 skweya makiromita (80,200 sk mi) uye huwandu wevanhu unosvika 9.2 miriiyoni, Bherarusi inotora chinzvimbo chigumitatu pakukura uye chinzvimbo che makumi pakuwanda kwevanhu muYuropu.

Guta guru racho iMinsk.

Nyika iyi ine miganhu ne Rhashiya, Rativhiya, Vukireni, Polandi ne Ritwaniya.


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

  NODES
Note 1