Republic of BulgariaРепублика България
Rwiyo: Мила Родино, "Dear Motherland"

Bhurugariya (kureva Bulgaria, Chibhurugari: България, Bǎlgariya) kana Bhulgariya, kana sepachifohisi Rudhedhe rwe Bhurugariya, inyika iri kuchamhembechemabvazuva e Yuropu.Yakagadzikwa kufurengi (kureva flank) yekuuchamhembe is kwe Mabharukani, uye yakaganhurwa ne Romania kumaodzanyemba, Sebhiya ne Masedhoniya Maodzanyemba kumadokero, Vugiriki ne Turuki kuchamhembe, uye Bhahari Tema kumabvazuva aro. Bhurugariya inofukidza materitori anotora 110,994 skweya makiromita (42,855 sk mi), uye inyika iri pachinzvimbo chigumitanhatu pakukura muYuropu. Gutaguru rayo iSofia;


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

  NODES
Note 1