Chiisirandi (kureva Icelandic; íslenska) kana Ruisirandi, mutauro wevanhu vechiIsirandi. Mutauro we Rujerumani rwe Maodzanyemba, unotaurwa ne huwandu hwe vanhu unosvika 314,000, huzhinji hwavo hwunogara muYisirandi, uko kwauri mutauro wechihofisi. Semutaturo we Chiskandinavhiya cheMadokero unehukama huripedyo neChifaroyi, Chinoruni chakafa, ne mitauronyina ye Chinorwiji cheMadokeri.

Shistimu ye kunyoresa

chinjirudza
Mhando ihombe (inganzi apakesi kana mabhii mahombe)
A Á B D Ð E É F G H I Í J K L M N O Ó P R S T U Ú V X Y Ý Þ Æ Ö
Mhando idoko (inganzi lowakesi kana mabhii madiki)
a á b d ð e é f g h i í j k l m n o ó p r s t u ú v x y ý þ æ ö
  NODES
Note 1