Konfuzhi, Kong'fuzhi kana Konfushasi (kureva Confucius; Chihayina: 孔夫子; Kǒng Fūzǐ, "Tenzi Kǒng"; kana sepamazuvaose 孔子; Kǒngzǐ; c. 551 – c. 479 BCE) aive mugondamano wechiChayina uye mupolitiki wepiriyodhi yenguva yeRuswiswi ne Matsutso, ainzi mwenzaniswa we Vangwazi wechiChayina mutsika yake. Zvidzidzo ne ugonamano wa VaKonfuzhi zvino-underpin tsika ne runzanga rwe Mabvazuva eEzhiya, pesvedzero yake ichirikuoneka muChayina ne Mabvazuva eEzhiya kuzvika murizvino.

Zvokuziva

chinjirudza

shoko rokuti mwenzaniswa rashindiswa kureva "paragon; epitome"

Ringai zve:

chinjirudza
  NODES
Note 1