Kubira (fording or crossing) zvinoreva kuyambuka kubva kune rimwe divi kuenda mhiri kune rimwe.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Kuyambutsa kana kuambutsa (to take across a river).
  • Kunamata zvinoreva kuyambuka zvichitaurwa kuChiManyika.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Swahili vanoti amba (be in contact, stick together, adhere). Mamwe mazwi: ambika (hold/stick together, cohere).
  • Giryama inoti kuvuka (v. ford; cross) kureva kuyambuka. Xitsongainoti pela (v. cross a river).
  • Nyungwe vanoti -yambuka kureva kuyambuka rwizi. Giryama vanoti kuambuka (go by a gentle ascent) kukwira makata madiki.
  • Zigula vanoti kuomboka (v. to cross over; to pass). VaSango vanoti yamba (v. apart, separate).
  • MaZulu vanoti ambuka (break contact, cross over, cross a river). VaTiriki vanoti khwambuka (to cross, to ford) kuyambuka.
  • MaZulu vanoti wela (v. Cross - river. mountain, boundary, path; 2. Go overseas). Mamwe mazwi: weleka; ap. welela; caus. welisa; contr. caus. weza; umwelela. Ukuwela umfula (to cross a river).
  • Luwanga inoti okhubira (pass, go by, go through). Mamwe mazwi: eshiambukho kana olwambukho (n. place on the other side of river).
  • Babungo vanoti tɔŋ (v.itr to cross, to send). Hadiyya inoti (vicinity, neighborhood, village, settlement).
  NODES
Note 1
os 11