Chitaita
(runangakatsva kubva kuVaTaita)
Chitaita kana Kidawida mutauro unowanikwa kuKenya unotaurwa nevanhu verudzi rweTaita.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudzachiNgezi | chiTaita | chiShona |
---|---|---|
fire | moto | moto |
to dry | kuomesa | kuomesa |
to put out to dry | kuanika | kuanika |
to fall | kugemuka | kugemuka |
saliva, spittle | mate | mate |
absorb, drink | kunwa | kunwa |
snake | nyoka | nyoka |
drum | ngoma | ngoma |
tribe; nation | mbari | rudzi kana dzinza |
employment, work | kazi | basa |
encampment | chengo | chidziro |
excrement | mavi | dhodhi, duzvi, ndove, tsvina |
extra | mbale | ndaudzo |
feeder | mlisa | mudyisi |
work of feeding | elisa | dyisa/dlisa |
eye-brow | kikunya | tsiye dzepamhanza |
eyelashes | ngoi | tsiye dzepamaziso |
to gain, to profit | kupata | (gain, profit) |
gain, advantage | mbambara | (advantage) |
finger | chala | munwe, chara |
to flame | kuwaka | kubaka, kuririma moto |
to create | kuumba | kusika kana kuumba |
to defend, to guard | kulinda | kurinda |
watchman; guardian | mlindiri | murindiri |
elephant | njovu | nzou |
flour | unga | fulawa, upfu |
food | chakulya | chokudya |
to ford | kuambuka | kuyambuka |
ford (noun) | kiambo | zambuko |
rice | mpunga | mupunga |
God | Mlungu | Mwari |
goods | mali | nhumbi |
grit, gravel | sangalawe | tsangarahwe kana rukangarahwe |
to guess | kusaka | kufembera |
porcupine | sasa | nungu |
righteousness | hachi | hutsvene |
war | uta | hondo ((pachiShona 'uta' zvombo zvekuvhimisa, zvinohi 'bow' pachiNgezi; "uto" murwi we hondo) |
abscess | kilonda | chironda, mota |
to adulterate, to dilute | kurunganya | kutuvidza |
angle, corner | mbembe | mugwava, nzve |
Ape, baboon | fue | gudo, bveni |
apostle, ambassador | mtumi | nhume |
arm | mkono | ruwoko, muoko |
under part of arm | tsikila | divi rezasi reruwoko |
arrive, arrival | kufika | kusvika |
bedding | mtandiko | magumbeze |
bed | ulili | mubhedha, bonde |
to boil | kuteleka | kufashaidza |
box | kasha | chikasha |
branch | mbandi kana mbasha | bazi |
table | meza (likely from Portuguese mesa) | tafura (from Afrikaans tafel) |