Kana zvinhu zvichinzi zvinoyera (Nge. holy, holyness) zvinenge zvichikosheswa, zvisingatenderwe kubatwa nhando, kutambwa nazvo, kuzvidzwa, kudyiwa kana kupinda panzvimbo dzinonzi dzinoyera.

Kune rwiyo rweKereke yeRhoma runoti:

Munoyera, munoyera
Munoyera Mwari Baba
Denga naPasi zvizere nembiri yenyu
Munoyera, munoyera

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Taita inoti kuela (to be holy; to be clean, to be clear) kureva kuchenesa. Kuelesa (to purify) kureva kuchenesa.
  • Kolokuma Izon inoti yela (be dear, important, precious). Lomwe vanoti weela (adj. holy) kureva chinoyera.
  • Herero vanoti oku-yerisa (v. to glorify, exalt). Mamwe mazwi: yerisa (v. enlighten; make pure, bright, polish).
  • Chewa vanoti kuyera (holiness) kureva hutsvene. Mamwe mazwi: kuera (to be white or light) kureva kuchena.
  • Nyanja inoti kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva kuchena.
  • Nyakyusa vanoti unkasi umwelu kureva mukadzi muchena. VaTakwane vanoti weela (v. be white). Yoweela (adj. white).
  • VaGulu vanoti numba yera (clean house), imba yakachena. Mamwe mazwi: Munhu mivera (clean person). -era (v. clean) kureva kuchenesa.
  • Dinka vanoti yer (v. be white, clean, pure; adj. white, clean, pure). Kwanyama vanoti yela (adj. clean).
  NODES
Note 1