Bhomba (bomb in English) chombo chinoputika chichikanda simbi nemweya wakawanda unopisa. Simbi dzinokandwa dzinokwanisa kubaya munhu zvokufa. Mweya unopisa unobva pabhomba unoputitsa dzimba nokuda kwokupisa uye kuwanda kwawo. Mweya uyu unouraya zvakare kana uchinge wafemewa.

Munguva yehondo mabhomba anokwaniswa kudonhedzwa kubva mundege.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Herero vanoti pamuka, pamburuka, nyaika, pauka (v. burst) kureva kuputika.
  NODES
Note 1