Chiazeri mutauro webazi re mitauro ye Chituruki unotaurwa ne Vaazeri vanogara muRudhende rwe Azeribhaijani kunotaurwa mhando dze Chiazeri chemaodzanyemba ye Chiaazeri, uye chinotaurwa wo munzvimbo ye Azeribhaijani yeIrani, kunotaurwa mhando dze Chiazeri chechamhembe. Kunyangwe pane dhigirii huru yekunzwisisana pamhando mbiri dzese dze Chiazeri, pane masiyano muruambainzwi, reshikoni (lexicon), ruambawumbwa (morphology), sindiksi (syntax) uye sosi ye mazwitapa (loanwords).

Chiazeri chemaodzanyemba chine statasi iri ofishau muRudhende rwe Azeribhaijani ne Dhagestani (fedherari ye Rhashiya) asi Chiazeri chechamhembe hachina statasi mu Irani, kunogarwa nehuwandu huzhinji rwe Vaazeri. Inotaurwa wo mumadhigiri mashoma mumisha eVaazeri eJojya ne Turuki uye mu mharadzirwa dzeVaazeri, kunyanya mu Yuropu ne Maodzanyemba eAmerika.

Dzese mhando dze Chiazeri mabazi eOghuz ne mitauro ye Chituruki.

Chiazeri ne Chituruki

chinjirudza

Vatauri veChiazeri chekumaodzanyemba ne chekuchamhembe ne vatauri veChituruki vanotaudzana vachikwanisa kunzwisisa.

Pazasi pane mashoko anotaurwa zvakasiyana ne Chiazeri ne Chituruki anoreva zvimwechete mumitauro yese mbiri:

Chiazeri Chituruki Chishona
ayaqqabı/başmaq ayakkabı shangu
ayaq ayak tsoka
kitab kitap nwadhi
qan kan ropa
qaz kaz sekwe
qaş kaş tsiyo
qar kar sinuu
daş taş ibwe
qatar tren chitima

Vaazeri ne Vaturuki

chinjirudza

Pazasi panemashoko anosiyana pakutaurwa muChiazeri ne Chituruki anoreva zvimwe mumitauro yese mbiri:

Chiazeri che kumaodzanyemba

ne chamhembe

Vaturuki Chishona
mən men Inini, ini
sən sen iwewe, iwe
haçan haçan riinhi
başqa başga chimwe
it, köpək it, köpek imbwa
dəri deri ganda, dehwe
yumurta ýumurtga zai
ürək ýürek moyo
eşitmək eşitmek kunzwa
  NODES
Note 1