Muchidzidzo chePimanyika, chiwumbiko kana shepi (Shape; figure) chinoonekwa muganhu wacho, chine mupimo unodudza kukura kwachakaita. Chiumbwa inogona kunge ine nzenda imwe, nzenda mbiri kana nzenda nhatu. Nokumwe kutaura tinagti chiumbiko - structure.

Muchidzidzo chePimanyika, chiumbwa dzinosanganisira: mutsetse, munyonya, mutsendo iyo inokwanisa kushandiswa kutsanangudza dzimwe mhando dzechiumbwa dzisiri nyore kutsangudza. Zvuimbwa zvinotaurwa zvanyanya zvinowanikwa muchinyorwa Pimanyika.

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Kuwumba (v. mould, form).

Form (i.e body) muturu; mugomu??.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaHerero vanoti omu-tungo (n. form) vachireva chiwumbiko. VaHerero vanoti tungua (p.p. formed) vachireva chakawumbwa.
  • VaHerero vanoti otyi-tungua (n. something built, constructed, fabrication, structure) vachireva chiwumbwa.
  • VaGiryama vanoti kuumbwa kwe- (form of person etc). VaZigula vanoti umbo (n. form, shape of human being).
  • Mang'anja vanoti mpunga wa tupi lina - rice of a different colour, also shape.
  • VaKongo vanoti mpwa (Form (shape, appearance); style; sort; Species; quality, description, form, shape, pattern).
  NODES
Note 1