Kupatsanura zvipenyu
Tarisai futi peji re Upangamutowo
Upangamutowo (ku Chingezi: taxonomy) kana kupatsanurwa kwe zvipenyu, muzvidzizo cheruambamhenyu kunobatsira kuwongorora nokunzwisisa zvinhu zvipenyu.
Zita
chinjirudzaTarisai futi peji re Chivakamberi -onomy (nomy)
Vambo re shoko
chinjirudzaMuruambamhenyu, taxonomy (kubva kuChigiriki τάξις ( taxis ) 'kuronga; kupanga', uye -νομία ( -nomia ) 'mutowo') ndiko kudzidza kwesainzi kwekutumidza mazita, kutsanangura ( kudzingisa) uye kupatsanura mapoka ezvisikwa zvipenyu zvinoenderana nehunhu hwakagovaniswa.
- Kupangura [1] (arrangement; classification)
- Hupango mu sainzi (scientific classification)
- Mutowo [2] (method)
- Upangamutowo (taxonomy - arrangement method)
Kupiwa kwe zita
chinjirudzaZvichiendererana nepeji re Upangandimo, chivakamberi chekuti -nomy mu Chingezi, chivakashure chinonzi Upanga muChishona.
- Chivakashure nomos chaturikirwa kupanga (to make a law, command, order, arrange, organise, align, to devise).
- Agronomist rinenge roturikirwa kunzi chipangandimo.
Kupatsanura Mhuka
chinjirudzaMhuka dzinopatsanurwa nenzira dzinotevera.
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ Vashona, 30 Gunyana 2019, "distribute" Yakatariswa: 27 Nyamavhuvhu 2021
- ↑ Vashona, 30 Chikunguru 2015"method" Yakatariswa: 17 Nyamavhuvhu 2021