Njanji (Railway in English) inzira inofamba nayo chitima. Njanji inogadzirwa nesimbi dzinofamba dziri mbiri dzakati sambamba kana kuyererana. Kune mitemo yokuti simbi dzenjanji dzinge dziine nhambwe yakatarwa pamutemo pakati padzo. Pakati pesimbi idzi panowarikwa nhandarikwa dzinogadzirwa nemapuranga emungongoma kana concrete.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaLozi vanoti sipolo kana njanji (railway) kureva njanji.MaZulu vanoti ujantshi kana isipoli (railway line) kureva njanji.
  • VaBemba vanoti nyanji (railway) kureva njanji. Yao vanoti likau (n. track).
  • VaKongo vanoti nzila-kumbi kana nzila-lukalu (n. railroad, railway) kureva njanji.
  NODES
Note 1