Njere (Wisdom, cleverness, being bright mentally).

  • Kushaya, nzero kwemhandara kupfumbira sadza chibhakera. It is unwise for a girl to fight sadza with her fist.

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Chewa inoti kupanga njelu (to plan, to purpose, wits, sense). VaChewa vanoti nzeru (art, skill, wisdom, a piece of wisdom).
  • Nyungwe inoti ndzeru, nzeru (wisdom, knowledge, intelligence) kureva njere. Herero vanoti yera (to shine, be bright).
  • VaWanga inoti injero (example; way; method). VaMambwe vanoti nzelu (intelligence, clevernesse).
  • Herero inoti ondyere (n. squirrel. From yera meaning to shine, be bright - because of yellowish shiny skin) kureva tsindi.
  • Venda inoti vhu tali (n. wisdom). Zigula inoti ulanga; upapala kana ubala (n. wisdom; artfulness; shrewdness; cleverness).
  NODES
musik 1
Note 1
os 3